Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:3-4

Ruka 21:3-4 SCLB

Jesu akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri chirikadzi iyi murombo yaisa zvinopfuura vose nokuti ivo vaisa zvabva mune zvakawanda zvavainazvo. Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.”

Verenga chikamu Ruka 21