Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:3-4

Ruka 21:3-4 SNA2002

Akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, chirikadzi iyi, iri murombo, yakaisa kupfuura vamwe vose; nokuti avo vose vakaisa zvipo, vachitora pazvizhinji zvavanazvo, asi uyu akaisa, achitora pakushayiwa kwake, zvaayifanira kurarama nazvo, zvose zvaakanga anazvo.”

Verenga chikamu Ruka 21