“Kana kuti ndoupi mudzimai anenge ane mari chena yamadhirakima gumi, akarasa rimwechete rawo; haabatidzi mwenje here achitsvaira imba nokutsvagisisa mari iyoyo kusvikira aiwana? Kana aiwana anodaidza shamwari dzake navavakidzani vake achiti, ‘Farai neni nokuti ndawana mari yandakanga ndarasa.’ Saizvozvowo ndinokutaurirai, kuti pachava nokufara kukuru pakati pavatumwa vaMwari kokufarira mutadzi mumwechete anotendeuka.”
Verenga chikamu Ruka 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 15:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo