“Ndoupiko mukadzi ana madhirakema ane gumi, kana arasikirwa nerimwe, angarega kutungidza mwenje, akatsvaira imba, akatsvakisisa, kusvikira ariwana? “Kana ariwana, anokokera hama dzake navavakidzani vake, akati kwavari, ‘Farai neni, nokuti ndawana dhirakema randakanga ndarasikirwa naro.’ Ndinoti kwamuri, saizvozvo mufaro uripo pamberi pavatumwa vaMwari pamusoro pomutadzi mumwe anotendeuka.”
Verenga chikamu Ruka 15
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 15:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo