Musi iwoyo munyika maJudha muchaimbwa rwiyo urwu runoti: Guta redu, iguta rakasimba kununura kwaakatiita kwakabva kwava sorusvingo nechimudhuri chokudzivirira. Zarurai misuo mikuru, rudzi rwakatendeseka rupinde. Munhu anoramba pfungwa dzake dzakati kwati kwati nemi, munomuchengeta ari murugare chairwo nokuti anovimba nemi. Vimbai naTenzi narini wose nokuti muna iye Tenzi Mwari ndimo mubako rokugara nokugara
Verenga chikamu Isaya 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 26:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo