Nezuva iro rwiyo urwu ruchaimbwa panyika yavaJudha: “Tine guta rakasimba; iye achaisapo masvingo nenhare ruve ruponeso. Zarurai masuo, kuti rudzi rwakarurama, runochengeta chokwadi, rupinde. “Anomwoyo wakasimba muchamuchengeta murugare rukuru, nokuti anovimba nemi. Vimbai naJehovha nokusingaperi, iye Jehovha ndiye dombo nokusingaperi.
Verenga chikamu Isaya 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 26:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo