Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kutsinhira Mutemo 6:5-8

Kutsinhira Mutemo 6:5-8 SCLB

Ida Tenzi Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nesimba rako rose. Mitemo iyoyi yandinokuudza nhasi ngaigare mumwoyo mako. Nyatsoidzidzisa vana vako. Uitaure wataurazve ugere mumba mako, napaunenge uchifamba munzira, napaunenge urere pasi, napaunomuka. Uisungirire paruoko rwako chive chiratidzo, uisungirirewo pahuma yako netsungare.