“Kana zviri zvemaguta amarudzi avanhu vomunyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wako kuti ive yako, usambosiya zvako kana chinhu chinofema chiri chipenyu. Paradza zvokuparadza chaizvo vanhu ava vanoti: vaHiti nevaAmori nevaKanani nevaPerizi nevaHivhi nevaJebhusi sokuudzwa kwawakaitwa naTenzi Mwari wako.
Verenga chikamu Kutsinhira Mutemo 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Kutsinhira Mutemo 20:16-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo