Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera. Naizvozvo, kana ndirini, ndakazvigadzira kukuparidziraiwo Vhangeri, imi muri paRoma. Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo.
Verenga chikamu Varoma 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Varoma 1:14-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo