VaRoma 1:14-16
VaRoma 1:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndine mungava kuna vose vaGiriki navasiri vaGiriki, vose vakachenjera navasina kuchenjera. Ndokusaka ndichida zvikuru kwazvo kuti ndiparidze vhangeri kwamuriwo imi vari kuRoma. Handina nyadzi pamusoro pevhangeri, nokuti isimba raMwari rokuponesa munhu wose anotenda: Kutanga kumuJudha, zvichizotevera weDzimwe Ndudzi.
VaRoma 1:14-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera. Naizvozvo, kana ndirini, ndakazvigadzira kukuparidziraiwo Vhangeri, imi muri paRoma. Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo.

VaRoma 1:14-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara. Saizvozvo ndinodisa kukuparidzaiwo Shoko Rakanaka imi muri muguta reRoma. Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki
VaRoma 1:14-16 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndineŋgaʋa kuʋaGiriki nokuʋatorwa, kuʋakacenjera naʋasina‐kucenjera. Naiɀoɀo, kana ndirini, ndakaɀigadzira kukuparidzirai ʋo Evaŋgeri, imi muri paRoma. Nokuti handinyari pamsoro peEvaŋgeri; nokuti isimba raMŋari rokuponesa mumŋe nomumŋe unotenda, kutaŋga muJuda, ʋuye muGiriki ʋo.
VaRoma 1:14-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)