Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 1:14-16

ƲaRoma 1:14-16 SUB1949

Ndineŋgaʋa kuʋaGiriki nokuʋatorwa, kuʋakacenjera naʋasina‐kucenjera. Naiɀoɀo, kana ndirini, ndakaɀigadzira kukuparidzirai ʋo Evaŋgeri, imi muri paRoma. Nokuti handinyari pamsoro peEvaŋgeri; nokuti isimba raMŋari rokuponesa mumŋe nomumŋe unotenda, kutaŋga muJuda, ʋuye muGiriki ʋo.

Verenga chikamu ƲaRoma 1