Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 73:25-28

Mapisarema 73:25-28 SNA2002

Ndianiko kudenga, kana musimi? Napasi hapana wandinoda kunze kwenyu. Nyama yangu nomwoyo wangu zvinopera; Asi Mwari ndiye dombo romwoyo wangu nomugove wangu nokusingaperi. Nokuti tarirai, vari kure nemi vachapera; Makaparadza vose vakakusiyai noupombwe hwavo. Kana ndirini, kuswedera pedyo naye ndizvo zvinondifadza; Ishe Mwari ndakamuita nhare yangu, Kuti ndiparidze mabasa enyu ose.