Ndiani wangu ari kudenga kusiya imi? Uye hapana chandinoda panyika kusiya imi. Nyama yangu nemwoyo wangu zvingakundike zvazvo asi Mwari ndiye simba rangu uye ndiye mugove wangu nokusingaperi. Nokuti vanogara kure nemi vanoparara imi munoparadza vanoita unzenza hwokusava pachokwadi nemi. Chakandinakira ini kugara padyo naMwari. Mwari ndiye wandakaita wokupotera naye kuti ndiparidze mabasa enyu ose.
Verenga chikamu Nziyo 73
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 73:25-28
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo