Jehovha muchandikanganwa nokusingaperi kusvikira rini? Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira riniko? Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rini, Ndine shungu pamwoyo pangu zuva rimwe nerimwe? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rini?
Verenga chikamu Mapisarema 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 13:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo