Mucharamba muchingondikanganwa kusvikira riniko, nhai TENZI? Muchandivanza chiso chenyu kusvikira riniko? Ko ndichatenderedzwa musoro kusvikira riniko ndichirwadziwa mwoyo zuva rose kudai? Vavengi vangu vachandikurira kusvikira riniko?
Verenga chikamu Nziyo 13
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 13:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo