Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 10:1-2

Zvirevo 10:1-2 SNA2002

Zvirevo zvaSoromoni. Mwanakomana, akachenjera, anofadza baba; Asi mwanakomana benzi anoshuwisa mai vake. Pfuma yakawanikwa nezvakaipa haibatsiri chinhu; Asi kururama kunorwira parufu.

Verenga chikamu Zvirevo 10