Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Iye akati, “Dondiratidzai henyu kubwinya kwenyu.”
Verenga chikamu Ekisodho 33
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ekisodho 33:17-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo