Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Petirosi 2:18-19

2 Petirosi 2:18-19 SNA2002

Nokuti nokutaura kwavo mashoko mazhinji okuzvikudza asina maturo, vanonyengera pakuchiva kwenyama noutere, avo vachangotiza vachibva kuna vanogara pakutsauka; vachivapikira kusunungurwa, nyamba ivo vamene vari varanda vakuora; nokuti waakundwa naye, munhu anoitwa muranda wake.