Nokuti, kunyange tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitoo yenyama; nokuti nhumbi dzedu dzokurwa nadzo hadzizi dzenyama, asi dzine simba pamberi paMwari rokuputsa nhare; isu tinoti tichiputsa njere, nezvakakwirira zvose zvinomutswa kuzorwa nokuziva Mwari, tinopa mifungo yose kuti iteerere Kristu; takazvigadzira kuranga kusateerera kwose, kana kuteerera kwenyu kwazadziswa.
Verenga chikamu 2 VaKorinde 10
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 VaKorinde 10:3-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo