edzai zvinhu zvose; mubatisise zvakanaka; regai marudzi ose ezvakaipa. Mwari worugare amene ngaakuitei vatsvene kwazvo; Mweya wenyu, nomwoyo, nomuviri, zvichengetwe kwazvo, zvisina zvazvingapomerwa pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu. Akatendeka ndiye anokudanai, achazviitawo. Hama dzangu, tinyengetererei. Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene. Ndinokupikirai naIshe, kuti tsamba iyi iravirwe hama dzose. Nyasha dzaIshe wedu Jesu ngadzive nemi.
Verenga chikamu 1 VaTesaronika 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 VaTesaronika 5:21-28
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo