Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 12:25-27

1 VaKorinde 12:25-27 SNA2002

kuti pamuviri parege kuva nokupesana; asi kuti mitezo ichengetane zvakaenzana. Kana mutezo mumwe uchitambudzika, mitezo yose inotambudzika pamwechete nawo; kana mutezo mumwe uchikudzwa, mitezo yose inofara pamwechete nawo. Zvino, imi muri muviri waKristu, nomumwe nomumwe mitezo yawo.