Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 12:25-27

1 Vakorinde 12:25-27 SCLB

izvi kuri kuti parege kuva nokupesana mumuviri asi kuti mitezo ienzane pakuchengetana. Kana mumwe mutezo ukarwadziwa yose inorwadziwa pamwechete. Kana mumwe mutezo ukakudzwa yose inofara pamwechete. Zvino imi ndimi muviri waKristu uye mumwe nomumwe wenyu mutezo womuviri iwoyo.