nokumira mangwanani ose vachivonga nokurumbidza Jehovha, uye madekwanawo saizvozvo; nokubayira Jehovha zvipiriso zvose zvinopiswa, pamaSabata, napakugara kwemwedzi, napamitambo yakatarwa panguva dzose dzakarairwa, mazuva ose pamberi paJehovha.
Verenga chikamu 1 Makoronike 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Makoronike 23:30-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo