Ndivo zvino vakanga vava vokumira mangwanani oga oga vachitenda Tenzi vachimurumbidza, manheru voitawo zvimwechetezvo; napose paipirwa kuna Tenzi mipiro yokupisa pamisi yeSabata neyokugara kwemwedzi namamwe mazuva makuru zvichifambiranawo nouwandi hwavo sezvavakanzi vagare vachiita pana Tenzi.
Verenga chikamu 1 Nhoroondo 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Nhoroondo 23:30-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo