Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 21:3-4

Ruka 21:3-4 SUB1949

Akati: Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Cirikadzi iyi, iri murombo, yakaisa kupfuʋura ʋamŋe ʋose; nokuti aʋo ʋose ʋakaisa paɀipo, ʋacitora paɀizhinji ɀaʋo, asi uyu wakaisa, acitora pakushaiwa kwake, ɀaaifanira kurarama naɀo, ɀose ɀaakaŋga anaɀo.

Verenga chikamu Ruka 21