Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaEfeso 2:4-9

ƲaEfeso 2:4-9 SUB1949

Ɀino Mŋari unenyasha zhinji‐zhinji, nokuɗa kworuɗo rwake rukuru, rwaakatiɗa narwo, kunyaŋge takaŋga takafa mukuɗarika kweɗu, wakatiraramisa pamŋe cete naKristu (makaponeswa nenyasha); akatimutsa pamŋe cete naye, akatigarisa kuɗeŋga pamŋe cete naye munaKristu Jesu; kuti neŋguʋa dzinoʋuya aratidze fuma huru‐huru yenyasha dzake paʋunyoro bgake kwatiri munaKristu Jesu; nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; iɀo ɀisiŋgabvi kwamuri, asi cipo caMŋari; haɀibvi pamaɓasa, kuti kurege kuʋa nomunhu unoɀikudza.

Verenga chikamu ƲaEfeso 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaEfeso 2:4-9