Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 2:4-9

VaEfeso 2:4-9 SNA2002

Zvino Mwari ane nyasha zhinji-zhinji, nokuda kworudo rwake rukuru, rwaakatida narwo, kunyange takanga takafa mukudarika kwedu, akatiraramisa pamwechete naKristu makaponeswa nenyasha; akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu; kuti nenguva dzinouya aratidze pfuma huru-huru yenyasha dzake paunyoro hwake kwatiri muna Kristu Jesu; nokuti makaponeswa nenyasha, nokutenda; izvo zvisingabvi kwamuri, asi chipo chaMwari; hazvibvi pamabasa, kuti kurege kuva nomunhu anozvikudza.

Verenga chikamu VaEfeso 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 2:4-9