Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 8:26-29

Maɓasa Aʋaapostora 8:26-29 SUB1949

Ɀino mutumŋa waShe akataura naFiripo, akati: Simuka, uende Zasi kunzira inobva Jerusarema iciɓurukira Gaza; iyo nyika irenje. Akasimuka, akaenda; ɀino kwakaŋga kunomurume weEtiopia, muranda mukuru kwaɀo waKandase, mambokadzi weEtiopia, waiceŋgeta fuma yake yose, wakaŋga aʋuya Jerusarema kuzonamata; wakaŋga acidzoka, agere muŋgoro yake aciraʋa muprofita Isaya. Mŋeya akati kunaFiripo: Sweɗera, urambire paŋgoro iyo.