Erisha akati: Inzwai shoko raJehova: Ɀanzi naJehova: Maŋgwana neŋguʋa ino, ciyero cimŋe coʋupfu bgakatsetseka cicateŋgeswa neshekeri rimŋe, neɀiyero ɀiʋiri ɀebari neshekeri rimŋe pasuʋo reSamaria. Ɀino mukuru uyo, mambo waakaŋga akasendama paruʋoko rwake, akapindura munhu waMŋari, akati: Tarirai, kunyaŋge Jehova akaita mawindi kuɗeŋga, cinhu ici ciŋgaitika here? Erisha akati: Tarira, ucaɀiʋona nameso ako, asi hauŋgaɀidyi.
Verenga chikamu II Madzimambo 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Madzimambo 7:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo