Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Madzimambo 1:10

II Madzimambo 1:10 SUB1949

Eria akapindura, akati kumukuru waʋanamakumi mashanu: Kana ndiri munhu waMŋari, mŋoto ŋgauɓuruke kuɗeŋga, ukuparadze iwe naʋanhu ʋako ʋanamakumi mashanu. Ipapo mŋoto ukaɓuruka kuɗeŋga, ukamuparadza iye naʋanhu ʋake ʋanamakumi mashanu.