2 Madzimambo 1:10
2 Madzimambo 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Eria akamupindura akati, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke uchibva kudenga ukuparadze iwe navanhu vako makumi mashanu!” Ipapo moto wakaburuka uchibva kudenga ukamuparadza iye navanhu vake.
2 Madzimambo 1:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Eria akapindura, akati kumukuru wavana makumi mashanu, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke kudenga, ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto ukaburuka kudenga, ukamuparadza iye navanhu vake vana makumi mashanu.
2 Madzimambo 1:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Eriya akapindura mutungamiri uyu wechikwata chamakumi mashanu avarwi achiti, “Kana ini ndiri munhu waMwari moto ngautozomoke kudenga uparadze iyewe namakumi mashanu ako.” Moto ndokutozomoka kudenga ndokumuroromesa iye namakumi mashanu ake.
2 Madzimambo 1:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Eria akapindura, akati kumukuru waʋanamakumi mashanu: Kana ndiri munhu waMŋari, mŋoto ŋgauɓuruke kuɗeŋga, ukuparadze iwe naʋanhu ʋako ʋanamakumi mashanu. Ipapo mŋoto ukaɓuruka kuɗeŋga, ukamuparadza iye naʋanhu ʋake ʋanamakumi mashanu.
2 Madzimambo 1:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)