Eria akapindura, akati kumukuru wavana makumi mashanu, “Kana ndiri munhu waMwari, moto ngauburuke kudenga, ukuparadze iwe navanhu vako vana makumi mashanu.” Ipapo moto ukaburuka kudenga, ukamuparadza iye navanhu vake vana makumi mashanu.
Verenga chikamu 2 Madzimambo 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Madzimambo 1:10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo