nokumira maŋgwanani ose ʋaciʋoŋga nokurumbidza Jehova, ʋuye maɗekwana ʋo saiɀoɀo; nokuɓayira Jehova ɀipiriso ɀose ɀinopiswa, pamasabata, napakugara kwomŋedzi, napamitambo yakatarwa paŋguʋa dzose dzakarairwa, mazuʋa ose pamberi paJehova.
Verenga chikamu I Makoronike 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: I Makoronike 23:30-31
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo