1
Mapisarema 2:8
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 2:12
Tsvodai Mwanakomana, kuti arege kutsamwa mukazoparadzwa munzira yenyu, nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakaropafadzwa vose vanovanda maari.
3
Mapisarema 2:2-3
Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. Vanoti, “Ngatidamburei ngetani dzavo, tigorasa mabote avo.”
4
Mapisarema 2:10-11
Naizvozvo, imi madzimambo, ngwarai; munyeverwe, imi vabati venyika. Shumirai Jehovha nokutya, uye mufare nokudedera.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo