1
Nziyo 2:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 2:12
mudederei pamunomuremekedza. Angadaro akashatirwa mukaparara munzira nokuti haatane kushatirwa. Vakakomborerwa zvavo vanopotera maari.”
3
Nziyo 2:2-3
Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: “Ngatidamburei zvitorobho zvavo titakanurire uko tambo dzavo.”
4
Nziyo 2:10-11
Zvino imi madzimambo, ngwarai, inzwai kuyambirwa kwamunoitwa, imi vatongi venyika. Shandirai TENZI muchimutya
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo