1
Nziyo 3:3
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Asi kwandiri imi TENZI ndimi nhoo yangu. Ndimi mbiri yangu, uye ndimi munoita kuti ndisimudze musoro.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 3:4-5
Ndinodaidzira nezwi rangu kuna TENZI? Iye achandipindura ari mugomo rake rinoera. Dzepfunde Ndinongoti pasi rarei ndobva ndakotsira. Ndozomukazve nokuti TENZI anondichengeta.
3
Nziyo 3:8
TENZI ndiye anonunura. Chikomborero chenyu ngachive pavanhu venyu. Dzepfunde
4
Nziyo 3:6
Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo