1
Jeremiya 6:16
Shona Bible 1949, revised 2002
Zvanzi naJehovha, “Mirai panzira, muwone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mweya yenyu zoro;” asi vakati, “Hatidi kufamba mairi.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 6:14
Vakangopodza vanga ravanhu vangu zvishoma vachiti, “Rugare, rugare!” Izvo hakuna rugare.
3
Jeremiya 6:19
Inzwa, “Iwe nyika, tarira, ndini ndinouyisira vanhu ava zvakaipa, izvo zvibereko zvemifungo yavo, nokuti havana kuterera mashoko angu; kana uri murayiro wangu, vakauramba.
4
Jeremiya 6:10
Ndichataura nani nokuvapupurira vanzwe? Tarirai, nzeve dzavo hadzina kudzingiswa, havagoni kunzwa; tariai, shoko raJehovha rava kwavari chinhu chinodadirwa, havarifariri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo