1
Jeremiya 42:6
Shona Bible 1949, revised 2002
Kana richinge rakanaka, kana richinge rakaipa, tichaterera inzwi raJehovha Mwari wedu, watinokutumirai kwaari; kuti tive nomufaro, kana tichiterera inzwi raJehovha Mwari wedu.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 42:11-12
“Musatya henyu mambo weBhabhironi, iye wamunotya; musatya henyu, ndizvo zvinotaura Jehovha; nokuti ndinemi, kuti ndikuponesei nokukurwirai paruoko rwake. Ndichakunzwirai nyasha, kuti iye ave nenyasha nemi, akudzosei kunyika yenyu.
3
Jeremiya 42:3
kuti Jehovha Mwari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo nechinhu chatinofanira kuita.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo