Jeremia 42:6
Jeremia 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana zvakanaka, kana zvisina kunaka tichateerera Jehovha Mwari wedu, watinokutumai kwaari kuti zvigotiitira zvakanaka, nokuti tichateerera Jehovha Mwari wedu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 42Jeremia 42:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana richinge rakanaka, kana richinge rakaipa, tichaterera inzwi raJehovha Mwari wedu, watinokutumirai kwaari; kuti tive nomufaro, kana tichiterera inzwi raJehovha Mwari wedu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 42Jeremia 42:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange zvikava zvakanaka kana zvakaipa, chedu isu kuteerera chete izwi raTenzi, Mwari wedu watiri kukutumai kwaari, kuitira kuti zvitinakire patinenge tateerera izwi raTenzi, Mwari wedu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 42