1
Zefania 1:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sirveri yaʋo kunyaŋge ndarama yaʋo haɀiŋgagoni kuʋarwira nezuʋa rokutsamŋa kwaJehova; asi nyika yose icapedzwa nomŋoto wegoɗo rake; nokuti ucapedza, ɀirokwaɀo ucapedza ɀinotyisa, ʋose ʋagere panyika.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Zefania 1:14
Zuʋa guru raJehova raʋa pedyo, raʋa pedyo, rinokurumidza kwaɀo, iro inzwi rezuʋa raJehova; mhare inocema’po ɀikuru kwaɀo.
3
Zefania 1:7
Nyararai pamberi paShe Jehova, nokuti zuʋa raJehova raʋa pedyo; nokuti Jehova wakagadzira ciɓayiro, ʋakakokwa naye wakaʋaita ʋatȿene.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo