Nokuti kunyaŋge muʋonde ukasatuŋga maruʋa,
Nemizambiriŋga ikashaiwa ɀiɓereko,
Kunyaŋge kuɓereka kwomuorivi kukakona,
Neminda ikasaɓereka ɀokudya;
Kunyaŋge makwai akapera mucirugu,
Neŋombe dzikashaikwa mumataŋga,
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndicafara kwaɀo munaJehova,
Ndicaʋa nomufaro munaMŋari woruponeso rwaŋgu.