Zefania 1:18
Zefania 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sirivha yavo kana goridhe ravo hazvingagoni kuvaponesa, pazuva rokutsamwa kwaJehovha. Mumoto wegodo rake nyika yose ichaparadzwa, nokuti achauyisa magumo pakarepo kuna vose vanogara panyika.”
Zefania 1:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Sirivha yavo kunyange ndarama yavo hazvingagoni kuvarwira nezuva rokutsamwa kwaJehovha; asi nyika yose ichapedzwa nomoto wegodo rake; nokuti achapedza, zvirokwazvo achapedza zvinotyisa, vose vagere panyika.
Zefania 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange sirivha yavo kana ndarama yavo haigoni kuvanunura, pamusi wehasha dzaTenzi. Nyika yose zvayo icharoromeswa mumoto wehasha dzake dzeshanje; achanyatsoyerekana avaparadza; ndozvaachaita kuvagari vapasi pano vose zvavo.
Zefania 1:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Sirveri yaʋo kunyaŋge ndarama yaʋo haɀiŋgagoni kuʋarwira nezuʋa rokutsamŋa kwaJehova; asi nyika yose icapedzwa nomŋoto wegoɗo rake; nokuti ucapedza, ɀirokwaɀo ucapedza ɀinotyisa, ʋose ʋagere panyika.
Zefania 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)