1
Mapisarema 58:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋacati: Ɀirokwaɀo muɓairo wowakarurama uri’po; Ɀirokwaɀo Mŋari uri’po, unotoŋga pasi pose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 58:3
Ʋakaipa ʋakaʋa ʋatorwa kubva paɗumbu ramai; Ʋanotsauka ʋacaŋgoɀarwa, ʋacireʋa nhema.
3
Mapisarema 58:1-2
Munototaura ɀakarurama here, imi ʋanesimba, Munotoŋgera ʋanakomana ʋaʋanhu ɀakarurama here? Ɀirokwaɀo, mumŋoyo menyu munoita ɀakaipa; Munoyerera ʋanhu pasi pose kumanikidza kwamaʋoko enyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo