1
Mapisarema 59:16
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndicaimba ndicireʋa simba renyu; Ɀirokwaɀo ndicarumbidza tsitsi dzenyu maŋgwanani; Nokuti makaŋga muri nhare yaŋgu yakakwirira, Noʋutiziro bgaŋgu pazuʋa rokutambudzika kwaŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 59:17
Ndicakuimbirai nziyo dzokurumbidza, imi simba raŋgu; Nokuti Mŋari ndiye nhare yaŋgu yakakwirira, iye Mŋari unondinzwira tsitsi.
3
Mapisarema 59:9-10
Imi simba raŋgu, ndicakumirirai; Nokuti Mŋari ndiye nhare yaŋgu yakakwirira. Mŋari waŋgu ucandiciŋgura netsitsi dzake; Mŋari ucandiʋonesa kukundwa kwaʋaʋeŋgi ʋangu.
4
Mapisarema 59:1
Ndirwirei paʋaʋeŋgi ʋaŋgu, Mŋari waŋgu; Ndiisei pakakwirira kure naʋanondimukira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo