1
Mapisarema 57:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinzwirei tsitsi, Mŋari, ndinzwirei tsitsi; Nokuti mŋeya waŋgu unotizira kwamuri; Ɀirokwaɀo, ndicatizira kumumvuri wamapapiro enyu, Kuȿikira njodzi dzapfuʋura.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 57:10
Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kuȿikira kuɗeŋga‐ɗeŋga, Ɀokwaɗi yenyu inoȿikira kuɗeŋga rose.
3
Mapisarema 57:2
Ndicaɗanidzira kunaMŋari Wokumsoro‐soro; KunaMŋari unondiitira ɀose.
4
Mapisarema 57:11
Imi mukudzwe Mŋari, kumsoro kwokuɗeŋga‐ɗeŋga; Kurumbidzwa kwenyu ŋgakuʋe kumsoro kwapasi pose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo