1
Mapisarema 32:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndicakupa njere neziso raŋgu, riri pamsoro pako.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 32:7
Ndi’mi ciʋando caŋgu; mucandiceŋgeta ndirege kuwira pakutambudzika. Mucandikomberedza nenziyo dzokurwirwa.
3
Mapisarema 32:5
Ndakakuziʋisai ciʋi caŋgu, handina‐kuʋanza cakaipa caŋgu; Ndakati: Ndicaɀireʋurura kuɗarika kwaŋgu kunaJehova; Imi mukandikaŋganwira kuipa kweciʋi caŋgu.
4
Mapisarema 32:1
Wakakomborerwa wakakaŋganwirwa kuɗarika kwake, wakafukidzirwa ɀiʋi ɀake.
5
Mapisarema 32:2
Wakakomborerwa munhu usiŋgaʋereŋgerwi ɀakaipa naJehova; Usino‐kunyeŋgera pamŋeya wake.
6
Mapisarema 32:6
Saka ʋose ʋanotya Mŋari ŋgaʋanyeŋgetere kwamuri paŋguʋa yamuŋgawanikwa; Ɀirokwaɀo kana mvura zhinji icikukura, haiŋgaȿiki kwaari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo