1
Mapisarema 31:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋai nesimba, ʋuye mŋoyo yenyu itsuŋge, Imi mose munorindira Jehova.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 31:15
Ŋguʋa dzaŋgu dziri muruʋoko rwenyu; Ndirwirei paruʋoko rwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu, nokunaʋanonditambudza.
3
Mapisarema 31:19
Haiwa, ɀakanaka ɀenyu ɀamakaceŋgetera ʋanokutyai ɀakakura sei, Ɀamakaitira ʋanoʋimba nemi, pamberi paʋanakomana ʋaʋanhu!
4
Mapisarema 31:14
Asi ndakaʋimba nemi Jehova; Ndakati: Ndimi Mŋari waŋgu.
5
Mapisarema 31:3
Nokuti ndimi ɗombo raŋgu nenhare yaŋgu; Naiɀoɀo ndituŋgamirirei mundifambise nokuɗa kwezita renyu.
6
Mapisarema 31:5
Ndinoisa mŋeya waŋgu muruʋoko rwenyu; Makandidzikinura Jehova, imi Mŋari waɀokwaɗi.
7
Mapisarema 31:23
Iɗai Jehova, imi ʋatȿene ʋake mose; Jehova unoceŋgeta ʋakatendeka, Unotsiʋa ɀikuru munhu unoɀikudza.
8
Mapisarema 31:1
Jehova, ndinoʋimba nemi; ŋgandirege kutoŋgo‐nyadziswa; Ndirwirei pakururama kwenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo