1
Mapisarema 30:5
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kutsamŋa kwake kuri’po ciŋguʋa ciɗuku; Asi ŋgoni dzake ndedzoʋupenyu bgose. Kucema kuŋgaʋa’po maɗekwana, Asi mufaro unoȿika maŋgwanani.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 30:11-12
Makashandura kucema kwaŋgu kukaʋa kutamba; Makasunuŋgura gumbu raŋgu, mukasuŋga ciʋuno caŋgu nomufaro; Kuti mŋeya waŋgu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehova Mŋari waŋgu, ndicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi.
3
Mapisarema 30:2
Jehova, Mŋari waŋgu, Ndakacema kwamuri, imi mukandiporesa.
4
Mapisarema 30:4
Imbirai Jehova nziyo dzokurumbidza, imi ʋatȿene ʋake, Muʋoŋge kana muciraŋgarira zita rake dɀene.
5
Mapisarema 30:1
Ndicakukudzai ɀikuru, Jehova; nokuti makandisimudza, Hamuna‐kutendera ʋaʋeŋgi ʋaŋgu kufara nokuɗa kwaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo