1
Mapisarema 33:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya yeɗu yakarindira Jehova; Ndiye muɓatsiri weɗu nenhoʋo yeɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 33:18-19
Tarirai, ziso raJehova rinotarira ʋanomutya, Iʋo, ʋanorindira tsitsi dzake; Kurwira mŋeya waʋo parufu, Nokuʋararamisa paŋguʋa yenzara.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo