Nokuti kana mukaruramisa kwaɀo nzira dzenyu neɀamunoita, kana muciita ɀakarurama munhu mumŋe nomumŋe kunowokwake; kana musiŋgamanikidzi mutorwa, nenherera, necirikadzi, mukasateʋura ropa risinemhoȿa panɀimbo ino, nokusateʋera ʋamŋe ʋamŋari, ʋanokuisai panjodzi; ipapo ndicakugarisai panɀimbo ino, panyika yandakapa madziɓaɓa enyu, kubvira paŋguʋa yakare kuȿikira nokusiŋgaperi.